1 Timoti 1:4 - Shona BIBLE4 kana kurangarira ngano namazita amadziteteguru asingaperi, zvinongomutsa nharo, zvisingatendesi zvakarayirwa naMwari, zviri mukutenda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kana kuraŋgarira ŋgano namazita amadziteteguru asiŋgaperi, ɀinoŋgomutsa nharo, ɀisiŋgatendisi ɀakarairwa naMŋari, ɀiri mukutenda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 kana kurangarira ngano namazita amadziteteguru asingaperi, zvinongomutsa nharo, zvisingatendesi zvakarayirwa naMwari, zviri mukutenda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana kudzidzisa ngano dzisina kwadzo nemirongorongo yamazita amadzitateguru nehurukuro dzisina kwadzinosvitsa panze pezvinangwa zvaMwari zviri muchitendero. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana kudzidzisa ngano dzisina kwadzo nemirongorongo yamazita amadzitateguru nehurukuro dzisina kwadzinosvitsa panze pezvinangwa zvaMwari zviri muchitendero. Ver Capítulo |