1 Timoti 1:12 - Shona BIBLE12 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndinomuʋoŋga iye Kristu Jesu, Ishe weɗu, wakandipa simba, nokuti wakati ndakatendeka, akandiisa paɓasa rake; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Ver Capítulo |