ƲaEfeso 2:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu anozvikudza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 haɀibvi pamaɓasa, kuti kurege kuʋa nomunhu unoɀikudza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 kwete pamusana pamabasa kuti pasave nomunhu anozvikudza Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 kwete pamusana pamabasa kuti pasave nomunhu anozvikudza Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 kwete namabasa, kuti parege kuva nomunhu anozvikudza. Ver Capítulo |