ƲaEfeso 2:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Maari nemi ʋo makaʋakwa pamŋe cete, kuti muʋe ʋugaro bgaMŋari muMŋeya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. Ver Capítulo |