ƲaEfeso 2:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Akakuraramisai imi, makanga makafa nokudarika kwenyu nezvivi zvenyu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakakuraramisai imi, makaŋga makafa nokuɗarika kwenyu neɀiʋi ɀenyu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nokudaro akaita kuti imi muve vapenyu pamakanga muri vanhu vakafa pamusana pezvikanganiso nomuzvitadzo mamakambogara Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nokudaro akaita kuti imi muve vapenyu pamakanga muri vanhu vakafa pamusana pezvikanganiso nomuzvitadzo mamakambogara Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kana muri imi, makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzvivi, Ver Capítulo |