Obadia 1:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko. Ver Capítulo |