Numeri 9:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Vana vaIsiraeri vanofanira kutamba Pasika panguva yayo yakatarwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira kutamba paseka paŋguʋa yayo yakatarwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “VaIsiraeri ngavachengete zuva guru rePasika panguva yayo yakatemwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “VaIsiraeri ngavachengete zuva guru rePasika panguva yayo yakatemwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ita kuti vaIsraeri vapemberere Pasika panguva yakatarwa. Ver Capítulo |