Numeri 8:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yacho, kuti ivhenekere pamberi pechigadziko, sezvakarairwa Mosesi naJehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Aroni akaita saiɀoɀo; akamisa mŋenje yaco, kuti ivenekere pamberi pecigadziko, seɀakarairwa Mosesi naJehova. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aroni akaita saizvozvo akagadzika marambi akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aroni akaita saizvozvo akagadzika marambi akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yakatarisa mberi kuchigadziko chomwenje, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha. Ver Capítulo |