Numeri 7:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaSherumieri, mwanakomana waZurishadhai. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caSherumieri, mŋanakomana waZurishadai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 kukati zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waSherumieri mwanakomana waZurishadhai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 kukati zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waSherumieri mwanakomana waZurishadhai. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaSherumieri mwanakomana waZurishadhai. Ver Capítulo |