Numeri 7:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nezuʋa retatu Eriabi, mŋanakomana waHeroni, mucinda waʋana ʋaZeburuni, wakaʋuya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pazuva rechitatu, Eriabhi mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake. Ver Capítulo |