La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 7:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino wakaʋuya necipo cake nezuʋa rokutaŋga wakaŋga ari Nashoni, mŋanakomana waAminadabi, worudzi rwaJuda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nashoni mwanakomana waAminadhabhi worudzi rwaJudha, ndiye akauya nechipiriso chake pazuva rokutanga.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 7:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios