Numeri 6:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 anofanira kuramba waini nezvinobata; haafaniri kunwa vhiniga yewaini, kana vhiniga yezvinobata, uye haafaniri kunwa muto wemizambiringa, kana kudya mazambiringa matsva kana akaomeswa.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 unofanira kuramba waini neɀinoɓata; haafaniri kunwa vinega yewaini, kana vinega yeɀinoɓata, ʋuye haafaniri kunwa muto wemizambiriŋga, kana kudya mazambiriŋga matȿa kana akawomeswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ngaarege kunwa waini kana doro. Ngaarege kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nedoro kana kunwa muto kana kudya magirepisi manyoro kana akaomeswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 ngaarege kunwa waini kana doro. Ngaarege kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nedoro kana kunwa muto kana kudya magirepisi manyoro kana akaomeswa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 anofanira kusanwa waini nezvimwe zvinodhaka uye haafaniri kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nezvimwe zvinonwiwa zvinodhaka. Haafaniri kunwa muto wamazambiringa, kana kudya mazambiringa, kana akaomeswa. Ver Capítulo |