Numeri 6:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana murume, kunyange, mukadzi, akazvisunga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti azvitsaurire Jehovha; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana murume, kunyaŋge mukadzi, akaɀisuŋga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti aɀitsaurire Jehova; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iti kuvaIsiraeri kana munhurume kana munhukadzi akaita mhiko inokosha achipikira kuva muNaziri achizviturira kunaTenzi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iti kuvaIsiraeri kana munhurume kana munhukadzi akaita mhiko inokosha achipikira kuva muNaziri achizviturira kunaTenzi, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana murume kana mukadzi akada kuita mhiko yakasarudzika, iyo mhiko yokuzvitsaurira kuna Jehovha somuNaziri, Ver Capítulo |