Numeri 3:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Eriasafi, mŋanakomana waRaeri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa aʋaGershoni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mutungamiri wemhuri yavaGerishoni akanga ari Eriasafi mwanakomana waRaeri. Ver Capítulo |