Numeri 3:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurawa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Aroni naʋanakomana ʋake unofanira kuʋagadza, kuti ʋaɓate ɓasa roʋuprista bgaʋo; usina‐kufanira, unosweɗera’po, unofanira kuʋurawa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ugadze Aroni navanakomana vake kuti vagoshumira savaprista; ani zvake mumwewo anoswedera panzvimbo tsvene anofanira kuurayiwa.” Ver Capítulo |