Numeri 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe, namazana manna. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. Ver Capítulo |