Numeri 2:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Novorudzi rwaZebhuruni; Eriabhu, mwanakomana waHeroni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaZebhuruni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Noʋorudzi rwaZeburuni; Eriabi, mŋanakomana waHeroni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaZeburuni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kouyawo vedzinza raZebhuruni, mutungamiriri wedzinza raZebhuruni anenge ari Eriabhu mwanakomana waHeroni, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kouyawo vedzinza raZebhuruni, mutungamiriri wedzinza raZebhuruni anenge ari Eriabhu mwanakomana waHeroni, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rudzi rwaZebhuruni ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vaZebhuruni ndiEriabhi mwanakomana waHeroni. Ver Capítulo |