Numeri 2:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Rudzi rwaAsheri ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwavo; Pagieri, mwanakomana waOkirani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaAsheri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Rudzi rwaAsheri ndiʋo ʋanofanira kudzika kurutiʋi rwaʋo; Pagieri, mŋanakomana waOkrani, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaAsheri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raAsheri. Mutungamiriri wedzinza raAsheri iri anenge ari Pagieri mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raAsheri. Mutungamiriri wedzinza raAsheri iri anenge ari Pagieri mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Rudzi rwaAsheri ruchadzika misasa pedyo navo. Mutungamiri wavanhu vokwaAsheri ndiPagieri mwanakomana waOkerani. Ver Capítulo |