Numeri 2:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezviviri namazana manomwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀiʋiri namazana manomŋe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana manomwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana manomwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matanhatu nezviviri, namazana manomwe. Ver Capítulo |