Numeri 10:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kana mukaenda nesu, kana Jehova akatiitira ɀakanaka ɀipi neɀipi, ticakuitirai iɀoɀo ʋo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kana mukaenda nesu, tichagovana nemi chinhu chipi nechipi chatichapiwa naJehovha.” Ver Capítulo |