Numeri 10:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati kwaari: Handiŋgaendi, asi ndicaenda haŋgu kunyika yaŋgu nokuhama dzaŋgu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Iye akapindura akati, “Kwete, handingaendi; ndiri kudzokera kunyika yangu nokuvanhu vokwangu.” Ver Capítulo |