Numeri 1:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaJudha, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaJuda, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaJudha vaisvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu. Ver Capítulo |