Mupiro 7:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 netsvo mbiri, namafuta ari pamusoro padzo, ari pachiuno, namafuta ari pamusoro pechiropa, ngaazvibvise pamwechete netsvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 netȿo mbiri, namafuta ari pamsoro padzo, ari paciʋuno, namafuta ari pamsoro peciropa, ŋgaaɀibvise pamŋe cete netȿo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 netsvo mbiri namafuta ari pakatinginika petsvo nedivi rechiropa rakareba, nechinyama chapachiropa chaachabvisa pamwechete netsvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 netsvo mbiri namafuta ari pakatinginika petsvo nedivi rechiropa rakareba, nechinyama chapachiropa chaachabvisa pamwechete netsvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 itsvo mbiri namafuta ari padziri pedyo nechiuno, uye zvakafukidza chiropa, zvinofanira kubviswa pamwe chete neitsvo. Ver Capítulo |