La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 1:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri, uti, kwavari, ‘Kana mumwe wenyu achida kuvigira Jehovha chipo chake, munofanira kumuvigira zvipo zvenyu zvezvipfuwo, kana zvemombe kana zvamakwai.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mumŋe wenyu aciɗa kuʋigira Jehova cipo cake, munofanira kumuʋigira ɀipo ɀenyu ɀeɀipfuwo, kana ɀeŋombe kana ɀamakwai.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu achida kuunza mupiro kuna Tenzi, ngaaunze chibayiro chake chezvipfuwo, chingave mombe kana hwai kana mbudzi.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu achida kuunza mupiro kuna Tenzi, ngaaunze chibayiro chake chezvipfuwo, chingave mombe kana hwai kana mbudzi.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taura kuvana vaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu upi zvake pakati penyu achiuya nechipiriso kuna Jehovha ngaauye nechipiriso chezvipfuwo, zvemombe kana zvamakwai.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 1:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios