La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 9:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akati apinda mumba, mapofu akauya kwaari; Jesu akati kwaari, “Munotenda kuti ndinogona kuita izvozvo here?” Akati kwaari, “Hongu, Ishe!”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akati kupinda mumba, mapofu akaʋuya kwaari; Jesu akati kwaari: Munotenda kuti ndinogona kuita iɀoɀo here? Akati kwaari: Hoŋo, Ishe!

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Paakapinda mumba mapofu aya akauya kwaari. Jesu akati kwaari, “Munotenda kuti ndinokwanisa kuita izvi here?” Vakati kwaari, “Hongu Tenzi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Paakapinda mumba mapofu aya akauya kwaari. Jesu akati kwaari, “Munotenda kuti ndinokwanisa kuita izvi here?” Vakati kwaari, “Hongu Tenzi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 9:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios