Mateo 7:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mŋanakomana wake akakumbira ciŋgwa, uŋgamupa ibge? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana wake akamukumbira chingwa, omupa ibwe? Ver Capítulo |