Mateo 5:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 “Vakaropafadzwa vakapfava; nokuti vachagara nhaka yenyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaropafadzwa vanyoro nokuti vachagara nhaka yenyika. Ver Capítulo |