Mateo 4:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, taura kuti mabwe awa zvive zvingwa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino muidzi akaʋuya kwaari, akati kwaari: Kana uri Mŋanakomana waMŋari, taura kuti mabge awa ɀiʋe ɀiŋgwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muedzi akauya kwaari akasvikoti, “Kana uri Mwanakomana waMwari, rayira mabwe aya kuti ave chingwa.” Ver Capítulo |