Mateo 27:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Vakarangana, vakatenga nawo munda womuumbi wehari kuzovigapo vatorwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaraŋgana, ʋakateŋga nawo munda womuʋumbi wehari, kuzoʋiga’po ʋatorwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saka vakazotenderana kuti vaishandise kutenga munda womuumbi wehari kuti ugova nzvimbo yokuviga vatorwa. Ver Capítulo |