Mateo 26:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuura Pasika inosvika, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvatongi, kuti aroverwe pamuchinjikwa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Munoziʋa kuti kana mazuʋa maʋiri apfuʋura paseka inoȿika, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋatoŋgi, kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Munoziva kuti mumashure memazuva maviri, Pasika iri kusvika. Mwanakomana womunhu achaturirwa kuti arovererwe pamuchinjikwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Munoziva kuti mumashure memazuva maviri, Pasika iri kusvika. Mwanakomana womunhu achaturirwa kuti arovererwe pamuchinjikwa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Sezvamunoziva, Pasika yasarirwa namazuva maviri kuti isvike, uye Mwanakomana woMunhu achaendeswa kuti andorovererwa pamuchinjikwa.” Ver Capítulo |