Mateo 23:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musaidza munhu uri panyika ɓaɓa ʋenyu, nokuti mumŋe cete ndiƂaɓa ʋenyu, iʋo ʋari kuɗeŋga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musadana ani zvake ari panyika muchiti, ‘Baba’ nokuti munongova naBaba vamwe chete uye vari kudenga. Ver Capítulo |