Mateo 23:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 nokukwaziswa padare, nokunzi, ‘Rabhi’ navanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokukwaziswa paɗare, nokuidzwa Rabi naʋanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokukwaziswa pamisika nokudaidzwa navanhu kuti mudzidzisi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokukwaziswa pamisika nokudaidzwa navanhu kuti mudzidzisi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanofarira kukwaziswa pamisika uye kuti vanzi ‘Rabhi’ navanhu. Ver Capítulo |