La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 5:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino akati abuda muigwa, pakarepo akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumarinda.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino wakati aɓuɗa mugwa, pakarepo akasoŋgana nomunhu waiʋa nomŋeya wetȿina, acibva kumarinda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jesu akati abuda mugwa, mumwe murume akanga ano mweya wakaipa akauya achibva kumakuva kuti azosangana naye.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 5:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios