Mariko 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pakarepo Jesu aciziʋa mumŋeya make kuti ʋanofuŋga kuɗaro mumŋoyo yaʋo, akati kwaʋari: Munofuŋgireiko ɀinhu iɀi mumŋoyo yenyu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi? Ver Capítulo |