Mariko 2:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu wakati aciʋona kutenda kwaʋo, akati kunowakaŋga akafa mitezo: Mŋana, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati aona kutenda kwavo, akati kuno uya akanga akafa mutezo, “Mwanakomana, zvivi zvako zvaregererwa.” Ver Capítulo |