Mapisarema 97:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Zioni rakanzwa ndokufara, Navakunda vaJudha vakafara kwazvo; Nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Zioni rakanzwa ndokufara, Naʋakunda ʋaJuda ʋakafara kwaɀo; Nokuɗa kweɀamakatoŋga, imi Jehova. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Guta reZioni rinozvinzwa rigofara uye tuguta twokwaJudha tugofara pamusana pokutonga kwenyu Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Guta reZioni rinozvinzwa rigofara uye tuguta twokwaJudha tugofara pamusana pokutonga kwenyu Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zioni rinonzwa rigofara uye misha yeJudha inofara nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha. Ver Capítulo |