Mapisarema 95:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Guŋgwa nderake, ndiye wakariita; Maʋoko ake akaʋumba nyika yakawoma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita, uye maoko ake akaumba nyika yakaoma. Ver Capítulo |