Mapisarema 94:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mundaŋgariro dzaŋgu zhinji mukati maŋgu Kunyaradza kwenyu kunofadza mŋeya waŋgu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pandakava nokufunganya kukuru mandiri, kunyaradza kwenyu kwakandivigira mufaro kumweya wangu. Ver Capítulo |