Mapisarema 94:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Kuti mumuzorodzei pamazuva okutambudzika, Kusvikira vakaipa vachererwa gomba. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kuti mumuzorodzei pamazuʋa okutambudzika, Kuȿikira ʋakaipa ʋacererwa gomba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumupa zororo panguva yepfumvu kusvikira guva rachererwa vakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kumupa zororo panguva yepfumvu kusvikira guva rachererwa vakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 munomuzorodza pamazuva enhamo, kusvikira akaipa achererwa gomba. Ver Capítulo |