Mapisarema 90:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kwamuri makore anecuru Akaŋgofanana nezuʋa razuro kana rapfuʋura, Seŋguʋa yokurinda yoʋusiku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti pamberi penyu makore chiuru akangofanana nezuva richangopfuura, kana senguva yokurinda usiku. Ver Capítulo |