Mapisarema 90:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Makomo asati azvarwa, Musati matongosika nyika nevhu, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi imi muri Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Makomo asati aɀarwa, Musati matoŋgosika nyika nevu, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi imi muri Mŋari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari. Ver Capítulo |