Mapisarema 9:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira. Ver Capítulo |