Mapisarema 9:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova wakaɀiziʋisa, wakatoŋga; Wakaipa wakateyiwa neɓasa ramaʋoko ake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo. Higayoni. Sera Ver Capítulo |