Mapisarema 89:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ndianiko muɗeŋga rose uŋgaenzaniswa naJehova? Ndianiko pakati paʋanakomana ʋaMŋari wakafanana naJehova? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga? Ver Capítulo |