Mapisarema 89:50 - Shona Bible 1949 revised 200250 Rangarirai, Ishe, kushorwa kwavaranda venyu; Kuti ndinotakura muchipfuva changu kushora kwavanhu vazhinji; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Raŋgarirai, Ishe, kushoʋorwa kwaʋaranda ʋenyu; Kuti ndinotakura mucifuʋa caŋgu kushoʋora kwaʋanhu ʋazhinji; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Rangarirai TENZI kushorwa kunoitwa muranda wenyu nokutakura kwandinoita mumwoyo mangu kushorwa ikoko kunobva kuvanhu vakawanda Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 Rangarirai TENZI kushorwa kunoitwa muranda wenyu nokutakura kwandinoita mumwoyo mangu kushorwa ikoko kunobva kuvanhu vakawanda Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Rangarirai, Ishe kuti muranda wenyu aisekwa sei, kuti ndaitakura sei muchipfuva changu kutuka kwendudzi dzose, Ver Capítulo |