Mapisarema 89:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 Makagumisa kubwinya kwake, Makawisira pasi chigaro chake choushe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Makagumisa kubginya kwake, Makawisira pasi cigaro cake coʋushe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Makamutorera mumaoko tsvimbo yake youmambo; makaputsira pasi chigaro chake choumambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Makamutorera mumaoko tsvimbo yake youmambo; makaputsira pasi chigaro chake choumambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Makagumisa kubwinya kwake, mukawisira pasi chigaro chake choushe. Ver Capítulo |