Mapisarema 89:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 ‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicamisa ʋana ʋako nokusiŋgaperi, Nokuʋaka cigaro cako coʋushe kuȿikira kumarudzi namarudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ‘Ndichasimbisa imba yako nokusingaperi, uye ndichasimbisa chigaro chako choushe kuzvizvarwa zvose.’ ” Sera Ver Capítulo |