Mapisarema 89:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Asi imi makarasha nokuramba, Makatsamwira muzodzwa wenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi imi makarasha nokuramba, Makatsamŋira muzodzwa wenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi imi makasiya muzodzwa wenyu mukamuramba uye makamushatirirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi imi makasiya muzodzwa wenyu mukamuramba uye makamushatirirwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi imi makaramba, makavenga, makatsamwira kwazvo muzodziwa wenyu. Ver Capítulo |