Mapisarema 89:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Kana vana vake vakasiya murayiro wangu, Vakasafamba nezvandakatonga; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Kana ʋana ʋake ʋakasiya murairo waŋgu, Ʋakasafamba neɀandakatoŋga; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Kana vana vake vakakanda pasi mutemo wangu vakarega kutevera zvandinoronga, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Kana vana vake vakakanda pasi mutemo wangu vakarega kutevera zvandinoronga, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Kana vana vake vakasiya murayiro wangu, uye vakasatevera zvandakatema, Ver Capítulo |