Mapisarema 89:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Muvengi haangamumanikidzi; Mwanakomana wezvakaipa haangamutambudzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Muʋeŋgi haaŋgamumanikidzi; Mŋanakomana weɀakaipa haaŋgamutambudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Hakuna muvengi achamuripisa mutero; hakuna munhu akaipa achamudzvinyirira. Ver Capítulo |